KwaunobvaDuramazwiMmuto

Duramazwi · zita

muto

broth · juice · sauce · soup · succulent

supumutototo

Zvinoreva

Muto usvusvu hwakakorera hunenge huri muusavi.

1

Muto usvusvu hwakakorera hunenge huri muusavi.

Dai baba ava vakangozviziva chete kuti aidzidza pachikoro yaitozokora muto chete nyaya yacho.

Zvinhu zviedzwa, chembere yekwaChivi yakabika mabwe ikanwa muto.

Zviro zviyedzwa chembere yekwaChivi yakabika mabwe ikanwa muto.

2

Muto imvura inobva mumuchero kana muti.

Zvakafanana

supu · mutototo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutobvo

Mutobvo isimbi yakapfava inonanautswa, yogadziriswa kana kunamiswawo dzimwe simbi.

Verenga

Swipe for the next word