KwaunobvaDuramazwiMmusiyapaduku

Duramazwi

musiyapaduku

understatement

Zvinoreva

Kuita musiyapaduku kuita zvinhu zinyekenyeke usinganyatsopedzeredza.

1

Kuita musiyapaduku kuita zvinhu zinyekenyeke usinganyatsopedzeredza.

Kana waita musiyapaduku tinoda kuti udzokerezve unyatsotarisisa pawapotsa.

Usaita musiyapaduku pamhinduro yako nokuti unobvisirwa zvimwe zvibodzwa.

Kana uine pawaita musiyapaduku tinoda kuti usaore hako moyo.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

musiyiwa

Musiyiwa munhu anenge afirwa kazhinji nevabereki, kana imwe hama yepedyo yanga ichimuchengeta.

Verenga

Swipe for the next word