Duramazwi · zita
Zvinoreva
Musiwo iburi rekupinda naro mumba kana munzvimbo yakavakirirwa.
1
Musiwo iburi rekupinda naro mumba kana munzvimbo yakavakirirwa.
Somunhu akanga ononoka vakasiya musiwo wavo wakati haradada kushama.
Somunhu akanga ononoka vakasiya musiwo wavo wakati-------- kushama.
Pakatanga kunaya mvura, vanhu vaive panze vakaita _uwe-ewe-e_ vachida kuvhurirwa musiwo.
2
Musiwo ndechinovhurwa kana kuvharwa, kana munhu achipinda kana kubuda mumba kana mumotokari.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03musiya
Ruvara rutema nenzira yeruzivo.
VerengaSwipe for the next word