KwaunobvaDuramazwiMmusisidzo

Duramazwi

musisidzo

musiso-sisa

Zvinoreva

Musisidzo inguva inombobvumidzwa mhuru kuti imwe kana munhu achikama, kuti mukaka wemhou uwande muzamu.

1

Zvakafanana

musiso

Zvine chekuita

-sisa

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

musiwa

Kana munhu chinzi musiwa anenge asina zvipfeko zvakakwana.

Verenga

Swipe for the next word