Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mukova panhu panovhurika, nekuvharika panopindwa nokubudiwa napo mumba kana pese pese pakavakirirwa.
1

Kana mukova wakashama, unenge usina kuvharika, paine mukana wokupinda kana kubuda.
Kuti gwaranu karuzha kanoitika pakuvhura kana kuvhara mukova unenge uchigumha pasi.
Mukova panhu panovhurika, nekuvharika panopindwa nokubudiwa napo mumba kana pese pese pakavakirirwa.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukove
Mukove inyemba nyoro dzinobikwa dziri mumakwande adzo.
VerengaSwipe for the next word