Duramazwi · zita
mukoto
lane · alley
Duramazwi · zita
lane · alley
Mukoto kanzira kadiki kanenge kari pakati pezvinhu zviviri, zvingava makomo kana dzimba refu refu.
Mukoto karwizi kadikidiki.

Sendiraini mukoto uri pakati pedzimba, wakasiirwa kuti vanochenesa zvivanze vakwanise kufamba.

Zvinhu zvinotengeswa nomukoto zvakachipa nokuti kazhinji ndezvokuba.

karukova · mukomba · rufuvha · kakorodzi · rukuvha · ronga
Duramazwi
01 / 03mukotosi
Mukotosi munhu ane makaro, anotarisira kupihwa doro nevanhu vaasingawanzonwa navo.
VerengaSwipe for the next word