KwaunobvaDuramazwiMmukoti

Duramazwi · zita

mukoti

nasi · nurse · technician

nesi la

Zvinoreva

Mukoti munhu akadzdzira basa rekuchengeta nekurapa varwere muzvipatara.

1

Mukoti munhu akadzdzira basa rekuchengeta nekurapa varwere muzvipatara.

Mukoti munhu akadzdzira basa rekuchengeta nekurapa varwere muzvipatara.

Sisita mukoti anenge ane chinzvimbo chikuru chekutungamirira wadhi.

Kana munhu achinzi asvotoka anenge atiza kubva pavanhu vanga vakamubata. Musungwa akasvotoka mukoti vanhu vakasara vachingodzungudza misoro.

Zvakafanana

nesi la

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word