KwaunobvaDuramazwiYyamwa

Duramazwi

yamwa

-mwa

Zvinoreva

Kana mwana achiyamwa anenge achikweva mukaka kubva muzamu ramai achinwa.

1

Kana mwana achiyamwa anenge achikweva mukaka kubva muzamu ramai achinwa.

Rega ndikuudze, uri nzenza yemukadzi, wakayamwa zamu rechimanjemanje.

Kana mhou ichigondodza inenge ichiramba ichiyamwisa mhuru yapfuura zera rokuyamwa.

Kana mhuru ichisisidza mai vayo inenge ichivayamwa zvinoita kuti mukaka uite.

Zvakafanana

-mwa

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yamwira

Kana mwana achinzi ayamwira anenge aramba achinwa mukaka pana mai ivo mai vava nepamwe pamuviri.

Verenga

Swipe for the next word