Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu akapiwa yamuro anenge abatsirwa nemari kana chekudya, kana chii zvacho chingangokubatsira panhamo yaanenge ainayo.
1

Muyamuro rubatsiro rwaunopa kumunhu kuti abatsirikane padambudziko rinenge ramuwira.
Ruyamuro ndezvaungaitira kana kupa mumwe munhu kuti asanyanya kunetseka.
Mamwe mazwi ane Y
YDuramazwi
01 / 03yamwa
Kana mwana achiyamwa anenge achikweva mukaka kubva muzamu ramai achinwa.
VerengaSwipe for the next word