Duramazwi · zita
ruyamuro
assistance · humanitarian · aid
Duramazwi · zita
assistance · humanitarian · aid
Ruyamuro ndezvaungaitira kana kupa mumwe munhu kuti asanyanya kunetseka.
Ruyamuro ndezvaungaitira kana kupa mumwe munhu kuti asanyanya kunetseka.
Ruyamuro ndezvaungaitira kana kupa mumwe munhu kuti asanyanya kunetseka.
Kana ukabatsira munhu unenge wamupa ruyamuro pane zvanga zvichimunetsa kana kuti pane zvanga zvakamuomera kuti aite oga.
Kana u-kabetseredza munhu anenge ari padambudziko guru unenge wamupa ruyamuro rushoma asi rwakakosha pakupedza dambudziko iri.
Duramazwi
01 / 03ruyo
VerengaSwipe for the next word