Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ruware idombo rakati sandara, rinogona kupurirwa zviyo kana kuyanikirwa zvirimwa zvakohwewa.
1
Ruware idombo rakati sandara, rinogona kupurirwa zviyo kana kuyanikirwa zvirimwa zvakohwewa.
Nhedziwa inzvimbo yakaita ruware, inochinjikwa rwizi, uye inotsvedza.
Ruware idombo rakati sandara, rinogona kupurirwa zviyo kana kuyanikirwa zvirimwa zvakohwewa.
Chisambo inzvimbo yemurwizi ine ruware, inogezerwa muviri nevanhu.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ruwuti
Ruwuti igwenzi rinoita tumapazi tudiki, rinowanikwa muuswa hupfupi uye rinoita bundo mutsangadzi inosimwa pamba.
VerengaSwipe for the next word