KwaunobvaDuramazwiNnhombo

Zvinoreva

Nhombo chitombo chidiki chakatenderera, chinoshandiswa pamabasa akaita sokukuya fodya, kutsvenenzvera hari dzevhu, nokugadzira pasi pemba kuti patsetseke.

1

Nhombo munhu asina chaainacho, anongogara upenyu hwokutambudzika.

2

Zvakafanana

hurungudo · mhondo · murombo

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhomu

Nhomu munda mutsva unenge waita zvokutimbwa nemapadza, mbeu dzisati dzadyarwa.

Verenga

Swipe for the next word