KwaunobvaDuramazwiHhwapura

Duramazwi · zita

hwapura

Zvinoreva

Hwapura munhu anotambura chaizvo zvekushaya pekugara kana chekudya.

Kubvuta.

1

Kushwapura kurova munhu kana mhuka nekashamu katete.

2

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwara

Inzwi rinoshandiswa kutoratidza ruremekedzo.

Verenga

Swipe for the next word