Duramazwi
Zvinoreva
Kuzvininipisa.
Kuti hwarara kukotama uchipfugama pamberi pemunhu kana vanhu vaunoremekedza.

Kuhwarara kukotamira kana kupfuga-mira munhu waunoremekedza.
Kuhwarara kuratidza kutya kukuru sezvingaite imbwa yava kuda kurohwa.
Kana munhu anoita zvakaipa achihwarara anenge achiviga hunhu hwake chaihwo, vanhu vachimuona seanoita zvakanaka.
Rinonyenga rinohwarara, rinozosimudza musoro rawana.
Kuti hwarara kukotama uchipfugama pamberi pemunhu kana vanhu vaunoremekedza.
Kuti hwarara kukotama uchipfugama pamberi pemunhu kana vanhu vaunoremekedza.
Rinonyenga rinohwarara, rinozosimudza musoro rawana.
Kuhwarara kuratidza kutya kukuru sezvingaite imbwa yava kuda kurohwa.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwari
partridge
VerengaSwipe for the next word