KwaunobvaDuramazwiHhwara

Duramazwi

hwara

Zvinoreva

Inzwi rinoshandiswa kutoratidza ruremekedzo.

1

Inzwi rinoshandiswa kutoratidza ruremekedzo.

Kuti shwashwara kurira kunoita mashizha, mapepa kana zvimwe zvinhu kana zvapetwa-petwa zvisina hanya.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwaradada

Kana imba yati hwaradada inenge isisina midziyo yaimbenge irimo, nokuda kwekuti yabiwa kana kuti yabviswa mumba umu.

Verenga

Swipe for the next word