KwaunobvaDuramazwiHhwanyanza

Zvinoreva

Hwanvanza matanda anovezwa nokusunganidzwa nemakavi, panova ndipo panozoradzikwa chitunha pakuenda nacho kuguva.

1

Hwanvanza matanda anovezwa nokusunganidzwa nemakavi, panova ndipo panozoradzikwa chitunha pakuenda nacho kuguva.

Hwanyanza ndepokurara panenge pangogadzirwa chimbichimbi, pasina kunaka.

2

Hwanyanza ndepokurara panenge pangogadzirwa chimbichimbi, pasina kunaka.

Zvakafanana

banda · ukavaya

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwanzvo

Hwanzvo musikana anenge ava nomukomana wake akamupfimba vava kugadzirira kuroorana.

Verenga

Swipe for the next word