KwaunobvaDuramazwiHhwani

Duramazwi · zita

hwani

Zvinoreva

Chikaha.

1

Chikaha.

Kutaura chokwadi ndaive ndavaisira nhamba hwani chaiyo nekuti kubva nezuro wacho sadza ndaive ndadya ndikatoguta.

Makarekare vakomana vakuru vekusekondari vakagededza vana vaiuya kuchikoro kuzotanga fomu hwani.

Sekondari chikoro chevanenge vachiita fomu hwani kusvika fomu foo.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwanyanza

Hwanvanza matanda anovezwa nokusunganidzwa nemakavi, panova ndipo panozoradzikwa chitunha pakuenda nacho kuguva.

Verenga

Swipe for the next word