KwaunobvaDuramazwiNninipisa

Duramazwi

ninipisa

-dukupisa-pfupikisa-urukuta

Zvinoreva

Kana munhu achizvininipisa anenge achizvirereka, kuratidza tsika dzakanaka pane vanhu.

Kuninipisa hembe kuigadzira kuti iite pfupi.

1

Kana munhu achizvininipisa anenge achizvirereka, kuratidza tsika dzakanaka pane vanhu.

Anokumbira ruregerero afanirwa kusarudza mazwi okuzvininipisa nokurevesa kuti aregererwe.

Padare panoshandiswa mutauro wokuzvininipisa uye kuzviisa pasi petsoka dzedare rinenge richitonga.

Akafanira kuzvininipisa chinangwa chiri chekuti munhu wese awane nguva yokutaura zvaanofunga pachena akasununguka.

2

Kuninipisa hembe kuigadzira kuti iite pfupi.

Anokumbira ruregerero afanirwa kusarudza mazwi okuzvininipisa nokurevesa kuti aregererwe.

Akafanira kuzvininipisa chinangwa chiri chekuti munhu wese awane nguva yokutaura zvaanofunga pachena akasununguka.

Kuti gurwada kupfrugama kunoratidza kuzvininipisa kana uchipa munyarikani chinhu.

Zvakafanana

-dukupisa · -pfupikisa · -urukuta

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ninira

Kuninira kusimudza ruoko uchidana munhu narwo, kana kuti uchimumhorosa.

Verenga

Swipe for the next word