KwaunobvaDuramazwiZzvininipisa

Duramazwi

zvininipisa

humble

Zvinoreva

Kana munhu akazvininipisa anenge asingadadiri vamwe uye asingashamisiri.

1

Kana munhu akazvininipisa anenge asingadadiri vamwe uye asingashamisiri.

Aya maitiro eku zvininipisa munhu achizviisa pasi pevanhu vaanenge anavo.

Anokumbira ruregerero afanirwa kusarudza mazwi okuzvininipisa nokurevesa kuti aregererwe.

Padare panoshandiswa mutauro wokuzvininipisa uye kuzviisa pasi petsoka dzedare rinenge richitonga.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word