KwaunobvaDuramazwiNnyorova

Duramazwi · chiito

nyorova

damp · moist · wet · be wet

-oma

Zvinoreva

Kana chinhu chakanyorova chinenge chiine mvura kana mwando.

1

Kana chinhu chakanyorova chinenge chiine mvura kana mwando.

Ndakanyorova nenguva pfupi pfupi pakatanga mvura kunaya.

Nhumbi dzakati chakwata kunyorova pasina nguva mvura yatanga kunaya.

Tabatwa nebokoza remvura, zvokuti hatina kunonoka kunyorova.

2

Kunyorova kuzvirereka pamaitiro nematauriro ako.

Zvakasiyana

-oma

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word