KwaunobvaDuramazwiZzvirereka

Duramazwi

zvirereka

Zvinoreva

Kuzvirereka kuva munhu asingazvidi uye anoremekedza vamwe.

1

Kuzvirereka kuva munhu asingazvidi uye anoremekedza vamwe.

Kunyange akange ari dangwe ramambo Mupakaviri, akange ane mwoyo wokuzvirereka kune vakange vari vakuru kwaari uyezve nokuna vaduku kwaari.

Munhu anokumbira anofanirwa kuzvirereka ova pasi petsoka dzemunhu waari kukumbira kuti zvaari kuda zvimufambire.

Kana munhu achizvininipisa anenge achizvirereka, kuratidza tsika dzakanaka pane vanhu.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvirevareva

Kana nzvimbo ichinzi ine zvirevareva inenge ichifungidzirwa kuti ine zvakashata zvinoitika pairi asi pasina ane chokwadi chizere nezvazvo.

Verenga

Swipe for the next word