Duramazwi · zita
zvirango
sanctions
Duramazwi · zita
sanctions
Kana vanhu vachiita zvirango vanenge vachiita nhanho dzose dzinofanira kutorwa pakufambisa nyaya yechivanhu.
Kana vanhu vachiita zvirango vanenge vachiita nhanho dzose dzinofanira kutorwa pakufambisa nyaya yechivanhu.
Musumudzo imari inopihwa tezvara panopera zvirango zvekuroora, vakuwasha votora mudzimai wavo.
Izvi zvirango zvakasiyana zvinoitirwa kutaura nemidzimu.
Mhinzamba zvirango zvekuunza mudzimu wemhuri mumusha.
Nyama yezvirango inyama inopiwa vadare vanokosha panenge pachifambiswa nyaya dzechivanhu.
Duramazwi
01 / 03zviratidzo
emblematic
VerengaSwipe for the next word