KwaunobvaDuramazwiZzvipusha

Duramazwi · zita

zvipusha

epileptic · lunatic

tsviyopfari

Zvinoreva

Zvipusha kurwara kwekuti munhu anoputsika asisazivi zvaari, achiomarara muviri nekuda kutsenga rurimi rwake.

1

Kana chinhu chichiti pfurupfutu muviri wacho unenge uchigwinha, sezvinoita huku yachekwa nebanga yoda kufa, kana munhu abatwa nezvipusha.

Zvakafanana

tsviyo · pfari

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word