KwaunobvaDuramazwiZzvino uno

Duramazwi

zvino uno

izvozvi

Zvinoreva

Kana munhu akati zvino uno anenge achitsinhira kuti ari kutoreva pachinguva ichocho chaari kutaura.

1

Kurumidza mwanangu, ndakakumirira iko zvino uno.

Kana munhu akati zvino uno anenge achitsinhira kuti ari kutoreva pachinguva ichocho chaari kutaura.

Zvakafanana

izvozvi

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word