Duramazwi
ikozvino
now
Duramazwi
now
Kana zvinhu zvichinzi zviri kuitika ikozvino zvinenge zvichitoitika panguva iyoyo inenge iri kutaurwa.
Kana zvinhu zvichinzi zviri kuitika ikozvino zvinenge zvichitoitika panguva iyoyo inenge iri kutaurwa.
Ikozvino vakasviko rara muside memadziro apo paive nababa vavo naamai vacho chete.
Akarangarira achimaisira Batakue ekuwanda ikozvino vainge vomudadira.
Ikozvino BaTakue vakange vochema vave kuona kuti imba yavo irikuparara semashanga atungidzwa moto.
Duramazwi
01 / 03ikweta
equator
VerengaSwipe for the next word