Duramazwi
iko zvino
izvozvii-ye zvino
Duramazwi
Kana munhu akati iko zvino anenge achireva panguva iyoyo yaari kutotaura.
Kana munhu akati iko zvino anenge achireva panguva iyoyo yaari kutotaura.
Kurumidza kuuya kuno iko zvino.
Iko zvino netsvina iyi yainge iri pahembe ainge otoita kunge benzi achingohwanda hwanda.
Iko zvino Maitakue kunyenama kwese kwainge kwavaperera vave munhu kwaye.
izvozvi · i-ye zvino
Duramazwi
01 / 03ikoko
thither
VerengaSwipe for the next word