KwaunobvaDuramazwiIikoko

Duramazwi

ikoko

thither · there

Zvinoreva

Ichi chiratidza kure chetsinhiro chomumupanda 17.

1

Ichi chiratidza kure chetsinhiro chomumupanda 17.

Ndichauya ikoko kuchikoro kwako.

Zvino apa zvaitoratidza kuti ndini ndaifanira kutozobika zvakare nekuneta kwangu ikoko.

Zvisinei hazvo kutongonzi baby ikoko kwakandifadza zvisingaite.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

ikoku

Ichi chiratidzapedo chetsinhiro chomupanda 17. Ikoku kumba kwedu uku ndiko kuri kunyanya kutaurwa.

Verenga

Swipe for the next word