KwaunobvaDuramazwiIiko

Duramazwi

iko

Zvinoreva

Ichi chisazita chinogona kutora nzvimbo yezita mumupanda 12.

1

Ichi chisazita chinogona kutora nzvimbo yezita mumupanda 12.

Ngakarohwe kambwa kacho. Iko kanombodei mumba imomo.

It was beautiful, kana nekabutton iko kaya kaifanana nekaive panecklace yaive nako.

Iko ndaitoshaya kuti vaigara chirudziiko pamba apa ipo painzi hapanamatwi?.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

iko zvino

Kana munhu akati iko zvino anenge achireva panguva iyoyo yaari kutotaura.

Verenga

Swipe for the next word