Duramazwi
Zvinoreva
Iyi irebeso kana kuti chivanduriro chechiito chinoratidza zvinhu zvinogoneka kana kuti zvinokwanisika.
1
Iyi irebeso kana kuti chivanduriro chechiito chinoratidza zvinhu zvinogoneka kana kuti zvinokwanisika.
Vise iri rinodyika.
Kwavaenda kwacho pane mutunhu asi netsoka panofambika zvapo.
Mamwe mazwi ane I
IDuramazwi
01 / 03iko
Ichi chisazita chinogona kutora nzvimbo yezita mumupanda 12.
VerengaSwipe for the next word