KwaunobvaDuramazwiPpaya paya

Duramazwi

paya paya

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kana mutauri achiedza kutondedza munhu pamusoro penzvimbo kana nguva inenge ichitaurwa nezvayo.

1

Iri izwi rinoshandiswa kana mutauri achiedza kutondedza munhu pamusoro penzvimbo kana nguva inenge ichitaurwa nezvayo.

Pandakasangana newe paya paya ndakafungaka kuti waienda kumusha.

Zvakafanana

paya

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

payi

Mhando yerusununguko ruzivo (pie).

Verenga

Swipe for the next word