Duramazwi
Zvinoreva
Paya izwi rinoshandiswa sechiratidzakure chinotaura nezvenzvimbo kana nguva inenge iri kutaurwa nezvayo.
1
Paya izwi rinoshandiswa sechiratidzakure chinotaura nezvenzvimbo kana nguva inenge iri kutaurwa nezvayo.
Ipo paya ndipo pamusha pavo.
Ko anga achida kuti chiiko paya?
Ndakabva ndaramba ndangogara pamubhedha paya ndakapetera maoko angu pachifuva.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03paya paya
Iri izwi rinoshandiswa kana mutauri achiedza kutondedza munhu pamusoro penzvimbo kana nguva inenge ichitaurwa nezvayo.
VerengaSwipe for the next word