Duramazwi
Zvinoreva
Kupavhurira kupa munhu chikafu kana zvimwe zvinhu zvakawanda chaizvo panguva imwe chete, uchitaridza kusanyima.
1

Kupavhurira kusazvibata kwemusikana kana mukadzi anenge achirara nevarume vose vose.

2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pawudha
powder
VerengaSwipe for the next word