Duramazwi
Zvinoreva
Kuramwira munhu chinhu kuramba chawapiwa senzira yekuratidza kutsamwa.
1
Kuramwira munhu chinhu kuramba chawapiwa senzira yekuratidza kutsamwa.
Murume anoda mudzimai wake haafaniri kumuramwira zvokudya.
Kuramwira munhu chinhu kuramba chawapiwa senzira yekuratidza kutsamwa.
2
Kuramwira munhu zvinhu kumupa zvakawanda-sa.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ramwira gotsi
Kana munhu achiramwira gotsi mumwe munhu anenge achimuratidza kuti haanei naye nenzira yokumushora.
VerengaSwipe for the next word