Duramazwi · zita
rambwa
rejected
Duramazwi · zita
rejected
Rambwa inyati hono.
Rambwa chirwere chemaronda pahuro chinowanzoita kuvana, zvekuti mwana anotadza kunyatsodya.

Idambudziko rehope kurota kwawakarambwa.
Idambudzo guru kana ukarambwa nemudiwa wako iwe uchamuda.

Duramazwi
01 / 03ramutuku
Ramutuku kukakaruka munhu asimuka paanenge ari obva aenda.
VerengaSwipe for the next word