Duramazwi
Zvinoreva
Kusatsudunuka kana kusimbirira panzvimbo.
1
Kusatsudunuka kana kusimbirira panzvimbo.
Kurumwa netsikidzi rambira mumba, kubuda panze unorumwa mhuno nebere.
Ndakada kumbofunga kuti ndaive ndariisa pamwe musiri mumicrowave but zvakandirambira mhani.
2
Kuramba.
3
Kana munhu achinzi arambira pane imwe nzvimbo anenge asingachadi kubvapo.
4
Kana chinhu chichinzi charambira machinenge chiri chinenge chisingachagoni kubvisika nyore.
Kiyi yarambira padhoo zvekuti totodeedza vanozvigona vazoibvisa.
5
Kurambira munhu kukasira kudairira pfungwa dzemunhu iyeye dzisati dzanzwikwa.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rambirira
persistent
VerengaSwipe for the next word