Duramazwi · zita
rambi
lamp
Duramazwi · zita
lamp
Rambi mudziyo wemwenje wegaba kana chitende chinoiswa parafini, chiine tambo inobuda kunze inobvira ichikweva parafini iyi, unoshandiswa kunyanya zvakaita kumamisha.
Rambi mudziyo wemwenje wegaba kana chitende chinoiswa parafini, chiine tambo inobuda kunze inobvira ichikweva parafini iyi, unoshandiswa kunyanya zvakaita kumamisha.
Rambi aisadzima kana achivata but apa rakabva radzima.
Nditsvagirei tuchira tutete ndikose, ndigadzire tambo yokuisa murambi iri.
Iri irambi repabhasikoro rinopfuta kana bhasikoro richifamba.
chirambi · chibani
Duramazwi
01 / 03rambidza
bar
VerengaSwipe for the next word