Duramazwi · chiito
rambidza
bar · forbid · prohibit · restrain
-dzivisa-tendera
Duramazwi · chiito
bar · forbid · prohibit · restrain
Kurambidza kutadzisa mumwe kuita zvaanga achida kuita.
Kurambidza kutadzisa mumwe kuita zvaanga achida kuita.
Iye Tanaka ari kundirambidza kuti ndidanane naBaTakue nekuti iye anovadawo.
Akafunga kuti Tanaka arikumurambidza kudanana naBaTakue nekuti anovadawo.
Takadya tikapedza vachibva vatondirambidza kusuka hanzi wacha uniform yako chete uende unozorora ndichacleaner.
-dzivisa
-tendera
Duramazwi
01 / 03rambira
Kusatsudunuka kana kusimbirira panzvimbo.
VerengaSwipe for the next word