Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu aramwa anenge aramba zvaapiwa kana kurega zvamanga muchiita nokuda kwotsamwa.
1
Kana munhu aramwa anenge aramba zvaapiwa kana kurega zvamanga muchiita nokuda kwotsamwa.
Vanhu vanoti go-o-o kana bhora richinge ramwa.
I think aive angoonawo ega kuti handichadi zvehusahwira naye achibva nzwisisa hake semunhu anokasika kuramwa.
Ndaifungazve kuti zvavaive vabva vachiita kunge vaive varamwa vachasvika vachipinda busy rekunobvisa tsvina yacho but kana zvavo.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ramwira
Kuramwira munhu chinhu kuramba chawapiwa senzira yekuratidza kutsamwa.
VerengaSwipe for the next word