Duramazwi
Zvinoreva
Kuranda kutorera munhu zvinhu zvake nechitsotsi kana neganyavhu.
1
Kuranda kutorera munhu zvinhu zvake nechitsotsi kana neganyavhu.
Vakasvika paveranda pamamoyo kwave kumbotura mafemo ndokuzokontinya havo nerwendo rwavo.
Rwomuranda rwakoneswa norwashe, rwashe rwakoneswa nemvura kunaya.
Mwana washe ndishewo, womuranda anochemberera muuranda.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03randabvu
Kuti randabvu kudashura chinhu chakaita senyama uchishandisa simba.
VerengaSwipe for the next word