Duramazwi
Zvinoreva
Kurandabvura kudashura nyama nesimba rakawanda.
1
Kurandabvura kudashura nyama nesimba rakawanda.
Ndaona imbwa dzizere pamba panaJona dzichirandabvura nyama, asi paurayiwa mombe here?
Kurandabvura kudashura nyama nesimba rakawanda.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03randamu
Kuti randamu kudonha zvakasimba uye zvine mutsindo.
VerengaSwipe for the next word