KwaunobvaDuramazwiRramwira gotsi

Duramazwi

ramwira gotsi

Zvinoreva

Kana munhu achiramwira gotsi mumwe munhu anenge achimuratidza kuti haanei naye nenzira yokumushora.

1

Kana munhu achiramwira gotsi mumwe munhu anenge achimuratidza kuti haanei naye nenzira yokumushora.

Murume waakarambana naye akasvikomuramwira gotsi.

2

Kana uchiramwira gotsi chimwe chinhu unenge wachifuratira nokuratidza kushaya hanya nacho.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

randa

Kuranda kutorera munhu zvinhu zvake nechitsotsi kana neganyavhu.

Verenga

Swipe for the next word