KwaunobvaDuramazwiBbira

Duramazwi · zita

bira

Zvinoreva

Mutambo wekutamba nekunamatira kune vakaenda (traditional ceremony).

Kutorera nechitsotsi kana kurozva mumwe.

Kuyambuka.

Bira mutambo wechivanhu unoitirwa kushumira vadzimu, wokuti vanhu vanoungana usi ku hwese vachiimba nokutamba.

1

Anongoita zvekubira-bira kunwa hwahwa, sezvo asingadi kuonekwa nevanhu vekuchechi kwa ke achihunwa.

Kubira-bira kusanyatsobuda pachena pane zvaunenge uchiita.

Bira mutambo wechivanhu unoitirwa kushumira vadzimu, wokuti vanhu vanoungana usi ku hwese vachiimba nokutamba.

2

Kutorera nechitsotsi kana kurozva mumwe.

Kubira-bira kusanyatsobuda pachena pane zvaunenge uchiita.

Bira mutambo wechivanhu unoitirwa kushumira vadzimu, wokuti vanhu vanoungana usi ku hwese vachiimba nokutamba.

3

Kubira munhu kutora chinhu chemumwe munhu i ye asingazivi nechinangwa chokuzochipa mumwe munhu.

Sekuru vakati vachanondibira mabhuku kuba sa kwavo okuti ndizonyorera kumba.

4

Kana munhu achinge abira munhu anenge atora zvinhu zvake muchivande asina chinangwa chekuzvidzorera.

5

Pamutambo kubira kutamba nenzira isina kururama asi zvisingaonekwi nevamwe vauri kutamba navo.

6

Kuyambuka.

Kubira-bira kusanyatsobuda pachena pane zvaunenge uchiita.

Bira mutambo wechivanhu unoitirwa kushumira vadzimu, wokuti vanhu vanoungana usi ku hwese vachiimba nokutamba.

Kugadzira mufi kuita bira kwapera nguva inokaroita gore munhu afa, kuitira kuti mweya womushakabvu uchidzoka mumusha somudzimu.

7

Zviyo zvakanyikirwa doro rebira zvakati chachanu mukati memamazuva matatu.

Izvi ndezvekudya zvinopihwa vatorwa pabira rinoitwa nevanhu vemhuri imwe chete.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bira-bira

Kubira-bira kusanyatsobuda pachena pane zvaunenge uchiita.

Verenga

Swipe for the next word