Duramazwi
Zvinoreva
Kuti biribidi kudonha zvine simba kwemunhu kana chinhu chirefu.
1
Kuti biribidi kudonha zvine simba kwemunhu kana chinhu chirefu.
Ndakamupinga ndare achibva ati biribidi muvhu.
Kuti biribidi kudonha zvine simba kwemunhu kana chinhu chirefu.
2
Kuti biribidi kutsika-tsika pasi kwemunhu ari kurwisana neumwe.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03biribididza
Kubiribididza kuita kuti munhu atsike-tsike pasi, achiedza kuzvitsigisa pakurwisana.
VerengaSwipe for the next word