Duramazwi
biridzira
defraud
Duramazwi
defraud
Kana munhu akabiridzira pakuita chinhu anenge akashandisa nzira dzisina kururama kuti abudirire pakuita chinhu chacho.
Kana munhu akabiridzira pakuita chinhu anenge akashandisa nzira dzisina kururama kuti abudirire pakuita chinhu chacho.
Sachigaro vakazoita zvekubiridzira pasarudzo sezvo vainge vaona kuti vanogona kukundwa nevamwewo vaikwikwidza.
Keshiya wemubhawa umu anobiridzira vanhu vanenge vadhakwa chenji dzavo.
Kujoza kuita basa usingazvipiri nomwoyo wako wese, uchingoita zvokubiridzira.
-birira
Duramazwi
01 / 03birimo
Birimo kumahombekombe kwerwizi kwakakwirira uye kune matombo.
VerengaSwipe for the next word