KwaunobvaDuramazwiNnyengera

Duramazwi

nyengera

cheat

Zvinoreva

Kunyengera kuita kuti munhu aite zvinhu achifunga kuti ari kugona, asi iye ari kukanganisa.

1

Kunyengera kuita kuti munhu aite zvinhu achifunga kuti ari kugona, asi iye ari kukanganisa.

Lizzie: Chokwadi amai izvozvi mwana wenyu ndiye akandinyengera achiti anondiroora.

Kunyengera kuita kuti munhu aite zvinhu achifunga kuti ari kugona, asi iye ari kukanganisa.

Nyn'anyn'a munhu ane misikanzwa uye anonyengera vamwe kuita zvakaipa.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyengeredzi

Nyengeredzi idemhe rehozhwa rinowanikwa kumahombekombe emakungwa.

Verenga

Swipe for the next word