Duramazwi · chiito
nyengedza
deceive · pretend
Duramazwi · chiito
deceive · pretend
Kunyengedza munhu kumuudza nhema kuti afare, iwe uchiwana zvaunoda.
Kunyengedza munhu kumuudza nhema kuti afare, iwe uchiwana zvaunoda.
Manyengedza pfungwa efodya kuzadza dama nehutsi husingasviki kuguru.
Uku kupusisa munhu nokumunyengedza, iye asingambozvioni kuti ndizvo zvaari kuitwa.
Kukorovhera kutaura zvinhu zvekunyengedza munhu kuti uwane zvaunoda kwaari.
Duramazwi
01 / 03nyengera
cheat
VerengaSwipe for the next word