Duramazwi
nyengerera
persuasive · persuade
Duramazwi
persuasive · persuade
Kunyengerera munhu kumufadza nekutaura kana kumuitira zvimwe zvinhu kuti iye agozokuitirawo zvaunoda.
Kunyengerera munhu kumufadza nekutaura kana kumuitira zvimwe zvinhu kuti iye agozokuitirawo zvaunoda.
Ko ndaigozoita sei zvangu ini ndainyengerera kugara?, zvagara wenhamo ndewenhamo saka ndaitongoita zviripo.
Vakazomugadzika pamakumbo ndokumunyengerera.
Musanyengerera makudo neanokamhina.
Duramazwi
01 / 03nyengerezi
Nyengerezi zvikasha kana zvimatombo zvinonhongwa kugungwa, zvozoshandiswa semishonga yekukuvadza.
VerengaSwipe for the next word