Duramazwi
rasisa
disguise · betray
Duramazwi
disguise · betray
Kurasisa munhu chimwe chinhu kuita kuti achikande kure, azosara asisina.
Kurasisa munhu chimwe chinhu kuita kuti achikande kure, azosara asisina.
Asi iwe uri mayazi. Sei wakandirasisa nezuro so?
Kurasisa munhu chimwe chinhu kuita kuti achikande kure, azosara asisina.
Kusunungura mweya kana kurasisa chinhu changa chakaiswa.
Kurasisa munhu kumunzvenga pane zvamanga mabvumirana kuita mose. Takanga tati tichaenda Masvingo tose, manje wakandirasisa ndikazoenda ndoga.
-batisa pasi
Duramazwi
01 / 03rasvu
Kuti rasvu kufamba nenhambwe huru.
VerengaSwipe for the next word