Duramazwi
tamba tsvina
-tamba munhu
Duramazwi
Kana munhu akakutamba tsvina anenge akuitira chitsotsi.
Kana munhu akakutamba tsvina anenge akuitira chitsotsi.
Mbavha dzakamatamba tsvina pamusika dzamuhwapurira chikwama.
-tamba munhu
Duramazwi
01 / 03tambanu
Kuti tambanu kudhadhanura zvakaita sejira kana mucheka, kuti upamhi nourefu hwazvo huoneke.
VerengaSwipe for the next word