KwaunobvaDuramazwiVvhevha

Duramazwi

vhevha

-pfimba

Zvinoreva

Kuvhevha kunyengedza mumwe kuti abvume kukupa chauri kuda, kana kuita zvaunoda, iwe wozorega kumupa chawamuvimbisa.

1

Kuvhevha kunyengetedza musikana kuti akude.

2

Zvakafanana

-pfimba

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhevhe

Vhevhe munhu anonyengera vanhu kuti vamupe zvaanenge achida, asi asingazovapi zvaanenge avavimbisa.

Verenga

Swipe for the next word